Babe i'm sorry, Mr Mr
Mr Enough, Mr Mr
Mr Greenston yea, Mr Mr
Maly pon di version
Majoma akati sorry is a sorry word
But inini ndirikurevesa "uuuuuhuh"
Ndosaka ndafona nepakati pehusiku
Kuti uzondinzwisisa "i'm sorry"
I just wanna say sorry
Pandaikubata ɾough, ndichikuudza ɾough sorry
"Sorry"
PawaimboTryer kuda kundifadza ndisingazvioni
"Sorry"
Please babe, chindinzwawo babe
I just wanna say sorry
Pandaikubata ɾough, ndichikuudza ɾough sorry
Waimbondikwadza neLove "neLove"
Ipapo babe [Am]ndokupa maNuff "ndokupa maNuff eeyy"
But ndaisagutsikana newe "gutsikana! gutsikana eey"
Ndaingoramba ndichikuCheater ɾough "cheater ɾough"
Zvandaimboita babe [Am]so ka
NdaikuKicker sebhora ɾeSoccer
Waingoshingirira, ndichikutsikirira
Aiwa sorry babe [Am]dzoka
I just wanna say sorry
Pandaikubata ɾough, ndichikuudza ɾough sorry
"Sorry"
PawaimboTryer kuda kundifadza ndisingazvioni
"Sorry"
Please babe, chindinzwawo babe
I just wanna say sorry
Pandaikubata ɾough, ndichikuudza ɾough sorry
Asi sometimes, ndomboTryer kunzwisisa wani babe
Chidzoka usipo ma1 babe
Ndichaita nani uya mwana 1 babe
Chindinzwawo babe
Asi sorry sorry sure
Ronda ɾacho haringapori sure
Usakate fone ɾuva
Ndakusuwa harisi guhwa
I just wanna say sorry
Pandaikubata ɾough, ndichikuudza ɾough sorry
"Sorry"
PawaimboTryer kuda kundifadza ndisingazvioni
"Sorry"
Please babe, chindinzwawo babe
I just wanna say sorry
Pandaikubata ɾough, ndichikuudza ɾough sorry
Waimbondikwadza neLove "neLove"
Ipapo babe [Am]ndokupa maNuff "maNuff eyy"
But ndaisagutsikana newe "gutsikana gutsikana eyy"